VaHebheru 6:18
VaHebheru 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akaita izvi kuitira kuti, nezvinhu zviviri zvisingashanduki, zvokuti Mwari haagoni kureva nhema, isu vakatiza tikandobatisisa tariro yatakapiwa, tichasimbiswa zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti nezvinhu zviviri zvisingashandurwi, (nokuti pazviri Mwari haagoni kureva nhema), tive nesimbiso yakabata, iyesu, takatizira kutariro yakaiswa pamberi pedu, kuti tiibate
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uku kwaiva kuti nezvinhu zviviri zvisingasanduki isu vapoteri tiwane chingatikurudzire kubatisisa chitarisiro chatakapiwa nokuti mune zvizvi zviviri Mwari haagoni kutinyengedza kwete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6