Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 7:23 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaHebheru 7:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino kwakava navazhinji vavaprista, nokuti rufu rwakavatadzisa kupfuurira mberi paushumiri

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 7 BDSC

VaHebheru 7:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ivo vaiva vapristi vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 7 SNA2002

VaHebheru 7:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Iʋo ʋaiʋa ʋaprista ʋazhinji, nokuti ʋakadziʋiswa norufu kugara nokusiŋgaperi

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 7 SUB1949

VaHebheru 7:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 7 SCLB

VaHebheru 7:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 7 SCLBD