VaHebheru 7:25
VaHebheru 7:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo ane simba rokuponesa kwazvo-kwazvo avo vanoswedera kuna Mwari naye, zvaanorarama nokusingaperi kuti avareverere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo anogona kuponesa zvizere vaya vanouya kuna Mwari kubudikidza naye, nokuti anorarama nokusingaperi achivanyengeterera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, anogona kuponesa nguva dzose avo vanouya kuna Mwari nokwaari, nokuti mupenyu nguva dzose kuti avakumbirire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7