VaHebheru 7:26
VaHebheru 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muprista mukuru akadai anotipa zvatinoshayiwa, iye mutsvene, asina chaangapomerwa, asina kusvibiswa, akatsaurwa kubva kuvatadzi, akasimudzirwa pamusoro pamatenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mupristi mukuru akadai ndiye ataifanira kuva naye, mutsvene, asina chakaipa, asina kusvibiswa, akaparadzaniswa navatadzi, akakwidzwa kumusoro kwedenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvakanga zvakakodzera kuti tive nomupristi mukuru wakadai, akarurama, asina chinoshoreka, asina kun'oreswa, akatsaurwa achibviswa panavatadzi, akasimudzirwa pamusoro, kupfuura matenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7