VaHebheru 8:8
VaHebheru 8:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari akaona kukanganisa kwavanhu ava akati: “Nguva inouya, ndizvo zvinotaura Ishe, yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri, uye neimba yaJudha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8VaHebheru 8:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti anovapa mhosva, achiti, “Tarirai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Ishe, Andichaita nawo sungano itsva neimba yaIsiraeri, uye neimba yaJudha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8VaHebheru 8:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8