Hosea 1:2
Hosea 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha paakatanga kutaura kubudikidza naHosea, akati kwaari, “Enda, unozvitorera mukadzi woufeve navana voufeve nokuti nyika ine mhosva yokuita ufeve hwakaipisisa nokuti yakabva kuna Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 1Hosea 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakutanga kwokutaura kwaJehovha naHosea, Jehovha akati kuna Hosea, “Enda undozvitorera mukadzi woufeve navana voufeve; nokuti nyika inofeva zvikuru, zvavakasiyana naJehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 1Hosea 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakatangisisa chaipo Tenzi kutaura nomuromo waHosea, iye Tenzi akati kuna Hosea, “Enda undotora pfambi uite vana nayo voufeve nokuti nyika iri kuita ufeve hwakakurisa kwazvo hwokufuratira Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 1