Hosea 10:12
Hosea 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvidyarirei kururama, kohwai chibereko chorudo rusingaperi, mugorima gombo renyu; nokuti inguva yokutsvaka Jehovha, kusvikira auya kuzonayisa utsvene pamusoro penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvidyarirei mukururama, mugocheka zvorudo; undai makombo enyu, nokuti inguva yokutsvaka Jehovha, kusvikira achiuya achikunisirai zvakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
‘Zvidyirirei ururami mukohwe mwoyochena bandirai minda yenyu yakararira nokuti ino ndiyo nguva yokutsvaka Tenzi kuti auye kuzonayisa ruponeso pamuri.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10