Hosea 13:4 - Compare All Versions
Hosea 13:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti. Haungazovi nomumwe Mwari kunze kwangu; kana mumwe Muponesi kunze kwangu.
Pakurirana nevamwe
Hosea 13 BDSCHosea 13:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange zvakadaro ndini Jehovha Mwari wako kubva panyika yeIjipiti; hamuzivi mumwe mwari asi ini, hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SNA2002Hosea 13:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Ndini Tenzi, Mwari wako kubvira kunyika yeIjipiti. Hakuna mumwe Mwari waunoziva kusiya ini, kunze kwangu hakunazve mumwe muponesi.
Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SCLBDHosea 13:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndini Jehova Mŋari wako kubva panyika yeEgipita; hamuziʋi mumŋe mŋari asi ini, hakunomumŋe muponesi kunze kwaŋgu.
Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SUB1949Hosea 13:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndini Tenzi, Mwari wako kubvira kunyika yeIjipiti. Hakuna mumwe Mwari waunoziva kusiya ini, kunze kwangu hakunazve mumwe muponesi.
Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SCLB