Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hosea 13:6 - Compare All Versions

Hosea 13:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Pandakavapa zvokudya, vakaguta; vakati vaguta, vakazvikudza ipapo vakandikanganwa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 13 BDSC

Hosea 13:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvavakapiwa mafuro akanaka, vakaguta; vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza, naizvozvo vakandikanganwa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SNA2002

Hosea 13:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndakakufudzai mukaguta. Pamakanga maguta, makabva mapindwa nomwoyo wokuzvikudza mukabva mandikanganwa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SCLBD

Hosea 13:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀaʋakapiwa mafuro akanaka, ʋakaguta; ʋakaguta, mŋoyo yaʋo ikaɀikudza, naiɀoɀo ʋakandikaŋganwa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SUB1949

Hosea 13:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndakakufudzai mukaguta. Pamakanga maguta, makabva mapindwa nomwoyo wokuzvikudza mukabva mandikanganwa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 13 SCLB