Hosea 2:15
Hosea 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ikoko ndichavadzosera minda yavo yemizambiringa uye ndichaita kuti mupata weAkori uve musuo wetariro. Ikoko vachaimba sapamazuva oumhandara hwavo, sapamazuva avakabuda kubva muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2Hosea 2:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichamupa minda yake yemidzambiringa zvichibva ipapo, nomupata waAkori uve mukova wetariro kwaari; achapindura aripo, sapamazuva ousikana hwake, uye sapazuva raakabuda panyika yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2Hosea 2:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ikoko ndokwandichavadzosera minda yavo yamagirepisi ndigoita kuti Bani rokutambura rive musuo wechitarisiro. Ikokowo vachadaira sapamazuva avo oumhandara senguva iya yavakabuda muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2