Hosea 2:19-20
Hosea 2:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichatsidza kukuwana uve wangu nokusingaperi; ndichatsidza kukuwana mukururama uye nomukururamisira, murudo netsitsi. Ndichatsidza kukuwana mukutendeka, uye uchabvuma kuti ndini Jehovha.
Hosea 2:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakunyenga uve wangu nokusingaperi; zvirokwazvo ndichakunyenga uve wangu nokururama, nokururamisira, nounyoro, nenyasha. Ndichakunyenga uve wangu nokutendeka; ipapo uchaziva Jehovha.
Hosea 2:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakuroorazve uchiva wangu nokusingaperi. Ndichakuroorazve ndigova pachokwadi newe. Zvandinenge ndoita kwauri, zvinenge zviri zvinhu zviri pamwero zvine rudo chairwo netsitsi. Ndichakuroorazve tigoitirana mukutendeka. Ndipo pachazoziva Tenzi.
Hosea 2:19-20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokusiŋgaperi; ɀirokwaɀo ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokururama, nokururamisira, noʋunyoro, nenyasha. Ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokutendeka; ipapo ucaziʋa Jehova.
Hosea 2:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)