Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hosea 5:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Hosea 5:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vatungamiri vaJudha vakafanana neavo vanobvisa mabwe omuganhu. Ndichadurura hasha dzangu pavari samafashamu emvura.

Pakurirana nevamwe
Hosea 5 BDSC

Hosea 5:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Machinda aJudha akafanana navanobvisa chiratidzo chemiganho; ndichadurura kutsamwa kwangu pamusoro pawo semvura.

Pakurirana nevamwe
Hosea 5 SNA2002

Hosea 5:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Macinda aJuda akafanana naʋanobvisa ciratidzo cemiganho; ndicaɗurura kutsamŋa kwaŋgu pamsoro paʋo semvura.

Pakurirana nevamwe
Hosea 5 SUB1949

Hosea 5:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Machinda okwaJudha angovawo savanhu vanobvisa hoko yomuganhu, hasha dzangu dzichadirana pavari semvura.

Pakurirana nevamwe
Hosea 5 SCLB

Hosea 5:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Machinda okwaJudha angovawo savanhu vanobvisa hoko yomuganhu, hasha dzangu dzichadirana pavari semvura.

Pakurirana nevamwe
Hosea 5 SCLBD