Hosea 7:13
Hosea 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vane nhamo, nokuti vakarasika vachibva kwandiri! Ngavaparadzwe, nokuti vakandipandukira! Ndinoshuva kuvadzikinura, asi vanondirevera nhema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7Hosea 7:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vane nhamo ivo nokuti vakatsauka kwandiri; ngavaparadzwe, nokuti vakandidarikira; kunyange ndakanga ndichida kuvadzikinura, vakandirevera nhema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7Hosea 7:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvichavawana zvavo ivo vakatetereka vachibva kwandiri, kuparadzwa ndokwavo, nokuti vakandipandukira. “Kuvanunura, ndaigona zvangu kuvanunura asi vanotaura manyepo nezvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7