Isaya 14:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
Isaya 14:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vachapindura, vachati kwauri, “Newewo hauchisina simba, sesu; wangofanana nesu.”
Pakurirana nevamwe
Isaya 14 BDSCIsaya 14:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vose vachapindura, vachiti kwauri, ‘Newe wava usina simba sesu kanhi? Iwe wafanana nesu kanhi?’
Pakurirana nevamwe
Isaya 14 SNA2002Isaya 14:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Iʋo ʋose ʋacapindura, ʋaciti kwauri: Newe waʋa usinesimba sesu kanhi? Iwe wafanana nesu kanhi?
Pakurirana nevamwe
Isaya 14 SUB1949Isaya 14:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vachataurawo kwauri vachiti, ‘Newe wachitiwo rukutu sesu! Tafanana!
Pakurirana nevamwe
Isaya 14 SCLBIsaya 14:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vose vachataurawo kwauri vachiti, ‘Newe wachitiwo rukutu sesu! Tafanana!
Pakurirana nevamwe
Isaya 14 SCLBD