Isaya 26:3
Isaya 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muchachengeta murugare rwakakwana munhu ane mufungo wakasimba, nokuti anovimba nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Anomwoyo wakasimba muchamuchengeta murugare rukuru, nokuti anovimba nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anoramba pfungwa dzake dzakati kwati kwati nemi, munomuchengeta ari murugare chairwo nokuti anovimba nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26