Isaya 26:7
Isaya 26:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nzira yavakarurama yakati chechetere; imi Akarurama, munoita kuti nzira yavakarurama iti chechetere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nzira yavakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yavakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Gwara rowakarurama muchechetere nzira yomururami munoiita kuti ive yakati sandara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26