Isaya 26:9
Isaya 26:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwoyo wangu unokushuvai pausiku; mangwanani, mweya wangu unokupangai. Kutonga kwenyu pakunouya panyika, vanhu vanogara panyika vanodzidza zvokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakakushuvai nomweya wangu usiku; zvirokwazvo, ndichakutsvakai zvikuru nomweya wangu uri mukati mangu; nokuti kana kutonga kwenyu kuri panyika, vanhu vagere munyika vanodzidza zvakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26Isaya 26:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndinokushuwai nousiku, mweya wangu mandiri unokutsvakisisai kwazvo nokuti kana kutonga kwenyu kwasvika panyika vagari vepasi pano vanobva vadzidza ururami.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 26