Isaya 35:10
Isaya 35:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ʋakasunuŋgurwa ʋaJehova ʋacadzoka, ʋacaȿika Zioni ʋaciimba; mufaro usiŋgaperi ucaʋa pamisoro yaʋo; ʋacawana mufaro nomŋoyo mucena, kucema nokusuwa kucatiza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye vakasunungurwa vaJehovha vachadzoka. Vachapinda muZioni vachiimba; mufaro usingaperi uchava pamusoro pavo. Vachawana mufaro nokufarisisa, kusuwa nokuneta zvichatiza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakasunungurwa vaJehovha vachadzoka, vachasvika Zioni vachiimba; mufaro usingaperi uchava pamisoro yavo; vachawana mufaro nomwoyo muchena, kuchema nokusuwa kuchatiza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
vakaponeswa ivavo vaTenzi, vachadzokera vagouya kuZioni vachiimba, pamusoro apa, vakadzika sendaza rufaro runogara narini wose Vachawana kupembera nokufara, kusuwa nokudemba zvichati ware kutiza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35