Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 35:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Isaya 35:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Simbisai maoko asina simba, tsigirai mabvi anodedera

Pakurirana nevamwe
Isaya 35 BDSC

Isaya 35:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Simbisai maoko asine simba, mutsigire mabvi anodedera.

Pakurirana nevamwe
Isaya 35 SNA2002

Isaya 35:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Simbisai maʋoko asinesimba, mutsigire mabvi anoɗeɗera.

Pakurirana nevamwe
Isaya 35 SUB1949

Isaya 35:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Simbisai maoko akaregedzera musimbise mabvi akarengwendeka.

Pakurirana nevamwe
Isaya 35 SCLB

Isaya 35:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Simbisai maoko akaregedzera musimbise mabvi akarengwendeka.

Pakurirana nevamwe
Isaya 35 SCLBD