Isaya 35:8
Isaya 35:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo pacaʋa nomugwagwa, nenzira, icanzi, Nzira yoʋutȿene; unetȿina haaŋgafambi nayo, asi icaʋa yaʋo; ʋanofamba nayo, kunyaŋge ari mapenzi, haʋaŋgarashiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo pachava nomugwagwa; uchanzi Nzira yoUtsvene. Vane tsvina havangazofambi mairi; ichava yaivavo vanofamba muNzira iyoyo; vakaipa namapenzi havangazofambi mairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo pachava nomugwagwa, nenzira, ichanzi, “Nzira youtsvene;” ine tsvina haangafambi nayo, asi ichava yavo; vanofamba nayo, kunyange ari mapenzi, havangarashiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35Isaya 35:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imomo muchava nomugwagwa mukuru uchanzi, “Mugwagwa Unoera.” Vakan'ora havafambi nawo. Hakuna benzi richafamba nawo kundorasisa vanenge vatsaukira kwairi. Kunyange mapenzi avanhu chaiwo haamborasika zvawo imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 35