Isaya 37:20
Isaya 37:20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ɀino, Jehova, Mŋari weɗu, tiponesei paruʋoko rwake, kuti ʋushe bgose bgenyika ʋuziʋe kuti ndimi Jehova, iyemi moga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 37Isaya 37:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino, Jehovha Mwari wedu, tidzikinurei kubva muruoko rwake, kuitira kuti madzimambo ose enyika azive kuti imi moga, Jehovha, ndimi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 37Isaya 37:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino, Jehovha, Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti ushe hwose hwenyika huzive kuti ndimi Jehovha, iyemi moga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 37