Isaya 38:17
Isaya 38:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Tarirai, kutambudzika kwaŋgu kukuru kwakazondiʋigira rugare; Asi makarwira mŋeya waŋgu noruɗo pagomba rokuparadzwa; Nokuti makarashira ɀiʋi ɀaŋgu ɀose shure kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo kutambudzika kwangu kukuru kwakandivigira rugare. Murudo rwenyu makandirwira pagomba rokuparadzwa; makaisa zvivi zvangu zvose shure kwenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, kutambudzika kwangu kukuru kwakazondivigira rugare; Asi makarwira mweya wangu norudo pagomba rokuparadzwa; Nokuti makarasira zvivi zvangu zvose shure kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ehe, kushungurudzwa kwazvo mwoyo kwandanga ndinako, kwanga kuri kuti zvindinakirewo paupenyu. Asi pamusana porudo rwenyu makandiraramisa mugomba rokuparadzwa nokuti makakanda zvitadzo zvangu zvose shure kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38