Isaya 38:3
Isaya 38:3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
akati: Ƌoraŋgarirai henyu, Jehova, kuti ndakafamba pamberi penyu neɀokwaɗi nomŋoyo wose, ndikaita ɀakanaka pamberi penyu. Hezekia akacema kwaɀo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Rangarirai henyu, Jehovha, kuti ndakafamba sei nokutendeka pamberi penyu nomwoyo wose nechokwadi uye ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati, “Dorangarirai henyu, Jehovha, kuti ndakafamba pamberi penyu nechokwadi nomwoyo wose, ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38Isaya 38:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, “Ndakutetererai zvangu Tenzi! Dai mangoyeukawo waro kuwadzana kwandakaita nemi mumafambiro angu ndakatendeseka nomwoyo wose ndichiita zvakarurama zvamunoda.” Hezekiya akaungudza achichema zvikuru kwazvo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 38