Isaya 39:6
Isaya 39:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Tarira, mazuva achasvika, nenguva iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira zuva ranhasi, zvichaiswa Bhabhironi; hakuna chinhu chichasiyiwa,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39Isaya 39:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo nguva ichauya iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira nhasi, zvichatakurwa zvichiendeswa kuBhabhironi. Hapana chichasara, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39Isaya 39:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuchasvika mazuva okuti zvose zviri mumuzinda menyu nezvakachengetwa namadzibaba enyu kusvikira pari nhasi zvitutwe kuendwa nazvo kuBhabhironi pasina chinozosara, ndiTenzi anodaro kutaura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39