Isaya 39:8
Isaya 39:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Hezekia akati kuna Isaya, “Shoko raJehovha ramataura rakanaka haro.” Akatiwo, “Nokuti rugare nezvokwadi zvichavapo pamazuva angu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39Isaya 39:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hezekia akapindura achiti, “Shoko raJehovha rawataura rakanaka.” Nokuti akafunga kuti, “Pachava norugare nokudzivirirwa pamazuva oupenyu hwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39Isaya 39:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hezekiya akati kuna Isaya, “Shoko raTenzi rawataura ishoko rakanaka, nokuti chero kuine rugare nokugadzikana kwezvinhu mumazuva angu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 39