Isaya 40:22
Isaya 40:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndiye agere kumusoro kwenyika yakaurungana, vanhu vagerepo vakaita semhashu; ndiye anotatamura denga somucheka, nokuriwaridza setende kuti agaremo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anogara samambo pamusoro pedenderedzwa renyika, uye vanhu vayo vakaita semhashu. Anotambanudza matenga setende, agoawaridzira setende kuti agaremo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye agere pamusoro peziendanakuenda rakatenderedza nyika ina vanhu vageremo, vakaita sezvitaunhau iye akawarira matenga sejira rokudzikatirisa anoatambanudza somusasa wetendhe wokugara
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40