Isaya 40:31
Isaya 40:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi avo vane tariro muna Jehovha vachavandudza simba ravo. Vachabhururuka namapapiro samakondo; vachamhanya vasinganeti; vachafamba vasingaziyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi vanomirira Jehovha vachawana simba idzva; vachabhururuka namapapiro samakondo, vachamhanya vasinganeti, vachafamba vasingaziyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi vanovimba naTenzi simba ravo richavandudzwa, vachabhururuka namapapiro samakondo vachamhanya asi vasinganeti vachafamba asi vasingarukutiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40