Isaya 41:12
Isaya 41:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Uchavatsvaka, asi haungavawani, ivo vanokakavara newe; vanorwa newe vachava sechinhu chisipo, sechinhu chisina maturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanokwikwidzana newe uchavatsvaka ukavashaya vanorwisana newe vachava sechinhu chisina maturo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ucaʋatȿaka, asi hauŋgaʋawani, iʋo ʋanokakaʋara newe; ʋanorwa newe ʋacaʋa secinhu cisi’po, secinhu cisinamaturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41