Isaya 41:14
Isaya 41:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usatya Jakobho iwe honye, iwe mudiki Israeri, nokuti ini iyeni ndichakubatsira,” ndizvo zvinotaura Jehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usatya, Jakobho iwe honye, nemi varume vaIsiraeri; ini ndichakubatsira, ndizvo zvinotaura Jehovha, mudzikinuri wako ndiye Mutsvene waIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Rega kutya Jakobho, iyewe honye zvayo kudai, iyemi vanhu veIsiraeri! Ndichakubatsirai, ndizvo zviri kutaurwa naTenzi; mununuri wenyu, ndini Anoera waIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41