Isaya 41:4
Isaya 41:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiani akabata basa iri akaripedza, akadana zvizvarwa kubva pakutanga? Ini, Jehovha, iye wokutanga wavo newokupedzisira, ndini iye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndianiko akabata basa iro nokuzviita? Ndiye anodana marudzi kubvira pakutanga; ini Jehovha, wokutanga, nowokupedzisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndiani akaita kuti zvose izvozvi zviitike, ndiani aipa zvijana kuzvizvarwa nezvizvarwa kubvira pakutanga? Ndinika iyeni Tenzi. Ndini iye wokutanga noWokupedzisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41