Isaya 41:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Isaya 41:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mumwe nomumwe anobatsira wokwake, achiti kuhama yake, “Simba!”
Pakurirana nevamwe
Isaya 41 BDSCIsaya 41:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anobatsira wokwake; anoti kuhama yake, “Tsunga hako mwoyo.”
Pakurirana nevamwe
Isaya 41 SNA2002Isaya 41:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mumŋe nomumŋe unoɓatsira wokwake; unoti kuhama yake: Tsuŋga hako mŋoyo.
Pakurirana nevamwe
Isaya 41 SUB1949Isaya 41:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vari kuyamurana mumwe achitaurira mumwe wake kuti, ‘Tsunga mwoyo.’
Pakurirana nevamwe
Isaya 41 SCLBIsaya 41:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanhu vari kuyamurana mumwe achitaurira mumwe wake kuti, ‘Tsunga mwoyo.’
Pakurirana nevamwe
Isaya 41 SCLBD