Isaya 41:9
Isaya 41:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ndakakutora kubva kumagumo enyika, ndikakudana kubva kumakona ayo ari kure. Ndakati kwauri, ‘Uri muranda wangu,’ ndakakusarudza uye handina kukuramba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iwe wandakatora kumigomo yenyika, ndikakudana kumakona ayo, ndikati kwauri, ‘Uri muranda wangu, ndakakusanangura, handina kukurasha.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41Isaya 41:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Iwe wandakatora kubva kwakaperera nyika ndikakudaidza kubva kure kure, ndichiti kwauri ‘Iwe uri muranda wangu ndakusarudza handina kukurasa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 41