Isaya 46:9
Isaya 46:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
rangarirai zvinhu zvaiveko chigariro nokuti inini ndini Mwari hakuna mumwe. Ndini Mwari iyeni hakuna mumwe akaita seni
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46Isaya 46:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rangarirai zvinhu zvakare, zviya zvekare kare; ndini Mwari, uye hakuna mumwe; ndini Mwari, hakuna akafanana neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46Isaya 46:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rangarirai zvinhu zvapfuura zvakare; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe, ndini Mwari, hakuna akafanana neni
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46