Isaya 47:13
Isaya 47:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Waneteswa nawo mazano ako akawanda, ngaachimiraka akununure tione, ivo vanoisa matenga muzvikamu zvikamu vanoongorora nyenyedzi pakugara kwemwedzi vanoti pakugara kwemwedzi vofemberaka pamusoro pezvichazokuwira.
Isaya 47:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete! Vanhu vako vanocherechedza nyeredzi ngavauye mberi, avo vanotarira nyeredzi vachifembera mwedzi nomwedzi, ngavakuponese pane zviri kuuya pamusoro pako.
Isaya 47:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Waneta nokuwanda kwamano ako; zvino, vanodudzira zvokudenga, navanocherekedza nyeredzi, navanofembera zvomedzi mumwe nomumwe ngavasimuke, vakuponese pazvinhu zvichakuwira.
Isaya 47:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)