Isaya 47:14
Isaya 47:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Hezvo vava kunge zvidzitsi, moto wovaroromesa zvino. Havachakwanisi kuzvinunura kusimba rokupisa kwerimi racho. Haasi mavhunze okuti munhu adziye usiri moto wokugara padyo uchigota!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 47Isaya 47:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo vakafanana namashanga; moto uchaapisa akapera. Havangatongogoni kuzvirwira, pasimba romurazvo womoto. Asi hapana mazimbe okuti munhu adziyirwe; hapana moto wokudziya ipapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 47Isaya 47:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarira, vachaita samashanga, vachapiswa nomoto, havangagoni kuzvirwira pasimba romurazvo; haungavi zimbe rokudziya, kana moto ungagotwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 47