Isaya 50:7
Isaya 50:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Ishe Jehovha achandibatsira, naizvozvo handina kunyadziswa; naizvozvo ndakaita chiso changu sebwe romusarasara, ndinoziva kuti handinganyadziswi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 50Isaya 50:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Ishe Jehovha anondibatsira, handizonyadziswi. Naizvozvo ndakaita kuti chiso changu chive sebwe romusarasara, uye ndinoziva kuti handizonyadziswi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 50Isaya 50:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvo Tenzi Mwari anondibatsira naizvozvo handimbopazama musoro, ndokusaka ini ndakaruma shaya uye ndinoziva kuti handizombonyadziswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 50