Isaya 51:16
Isaya 51:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakaisa mashoko angu mumuromo mako, ndikakufukidza nomumvuri woruoko rwangu, iyeni ndakagadzika matenga panzvimbo yawo, iyeni ndakateya nheyo dzenyika, uye ndinoti kuZioni, ‘Muri vanhu vangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51Isaya 51:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakaisa mashoko angu mumuromo mako, ndikakufukidza mumumvuri woruoko rwangu, kuti ndivambe denga rose, nokuteya nheyo dzenyika, nditi kuZioni, ‘Imi muri vanhu vangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51Isaya 51:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndaisa mashoko angu mumuromo mako iwe ndikakuhwandisa mumumvuri weruoko rwangu, matenga ndinoadzika nyika ndichiitirawo ugaro hwayo ndiri kuti kuguta reZioni, ‘Muri vanhu vangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51