Isaya 53:11
Isaya 53:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwokutambudzika kwomweya wake, achaona chiedza choupenyu uye achagutsikana; nokuziva kwake, muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji, uye achatakura kuipa kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achaona zvaakatamburira nomweya wake, akagutiswa; nokuziva kwake muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji; achatakura zvakaipa zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achaona mubayiro wezvaakatamburira iye pachake agogutsikana. Noruzivo rwake iye muranda wangu, mururami achaita kuti vazhinji vazonzi varurami, ndiye achatakura zvitadzo zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53