Isaya 53:3
Isaya 53:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akazvidzwa uye akarambwa navanhu, murume wokusuwa, uye anoziva kutambudzika. Somunhu anovanzirwa chiso navanhu, akazvidzwa, uye isu hatina kumukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akazvidzwa, nokuraswa navanhu, munhu wokurwadziwa, akaziva urwere, somunhu anovanzirwa navanhu zviso zvavo; akazvidzwa nesu hatina kumukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akashorwa akarambidzanwa navanhu iye munhu wokutambura munhu anoziva nhamo uye somunhu wokuti vanhu vakamutarisa vanotofuratira zvavo. Akazvidzwa tikatadza kumuyemura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53