Isaya 53:5
Isaya 53:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi akabayiwa nokuda kwokudarika kwedu, akakuvadzwa nokuda kwezvakaipa zvedu; kurohwa kwakativigira rugare kwaiva pamusoro pake, uye namavanga ake takaporeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi akakuvadzwa nokuda kwokudarika kwedu, akarwadziwa nokuda kwezvakaipa zvedu; kurohwa kwakativigira rugare kwakanga kuri pamusoro pake, takaporeswa namavanga ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Akabayirwa zvitadzo zvedu akakuvadzirwa uipi hwedu, kurangwa kwaakaitwa ndokwakatiponesa, shamhu dzaakarohwa dzakaporesa isu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53