Isaya 53:8
Isaya 53:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akabviswa achimanikidzwa uye akatongwa. Uye ndianiko angataura rudzi rwake? Nokuti akagurwa kubva panyika yavapenyu, nokuda kwokudarika kwavanhu vangu, akarohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akabviswa pakumanikidzwa nokutongwa; kana vari vezero rake, ndianiko pakati pavo akarangarira kuti akagurwa akabviswa panyika yavapenyu? Akarohwa nokuda kwokudarika kwavanhu vangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53Isaya 53:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaita zvokumumanikidza vakamupinza dare ndokumutora voenda naye. Ivo vechizvarwa chokwake pane akamboita hanya nazvo here zvokuti akadimurirwa upenyu munyika yevapenyu achiponderwa zvitadzo zvavanhu vangu?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 53