Isaya 54:10
Isaya 54:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange makomo akazungunuswa, uye zvikomo zvikabviswa, rudo rwangu rusingaperi harungazungunuswi, uye sungano yangu yorugare haingabviswi,” ndizvo zvinotaura Jehovha anokunzwira tsitsi.
Isaya 54:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti makomo angabva, nezvikomo zvingabviswa, asi hunyoro hwangu haungabvi kwauri, sungano yangu yorugare haingabviswi ndizvo zvinotaura Jehovha ane nyasha newe.
Isaya 54:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti makomo angabve zvawo paanenge ari, zvikomo zvikatozunguzika zvazvo; asi mwoyochena wangu kwauri iwe, hauzombobva uye chitenderano changu newe, chorugare, hachizombozunguziki ndizvo zviri kutaura Tenzi ane rudo newe.”
Isaya 54:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti makomo aŋgabva, neɀikomo ɀiŋgabviswa, asi ʋunyoro bgaŋgu haʋuŋgabvi kwauri, suŋgano yaŋgu yorugare haiŋgabviswi — ndiɀo ɀinotaura Jehova unenyasha newe.
Isaya 54:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)