Isaya 54:7
Isaya 54:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kwechinguvana ndakakusiya, asi netsitsi huru ndikakudzosazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54Isaya 54:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakakusiya nguva duku, asi ndichakuunganidzazve nenyasha huru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54Isaya 54:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakambokuti furatirei kwechinguva, asi nengoni dzangu dzakawanda kudai ndichakuunganidzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54