Isaya 54:8
Isaya 54:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichisundwa nehasha ndakavanza chiso changu kwauri kwechinguva, asi nounyoro husingaperi ndichava netsitsi, pamusoro pako,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mudzikinuri wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54Isaya 54:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakakuvanzira chiso changu nguva duku nehasha dzakapupuma; asi ndichakunzwira nyasha nohunyoro husingaperi ndizvo zvinotaura Mudzikinuri wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54Isaya 54:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokungoti virukei kwechinguva kwandakanga ndaita nehasha, ndakakupa gotsi. Asi norudo rusingaperi ndichakunzwira tsitsi. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mununuri wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 54