Isaya 55:7
Isaya 55:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akashata ngaasiye nzira yake, nomunhu akaipa mirangariro yake. Ngaadzokere kuna Jehovha, uye iye achamunzwira ngoni, nokuna Mwari wedu, nokuti achakanganwirwa zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaipa ngaasiye nzira yake, nomunhu asakarurama mirangariro yake; ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira nyasha, nokuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Wakaipa ngaasiye nzira yake, asina kururama asiyane netwaanofunga, adzokere kuna Tenzi kuitira kuti amunzwire tsitsi, adzokere kuna Mwari wedu nokuti anomuregerera chaizvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55