Isaya 55:8
Isaya 55:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, uye nzira dzenyu hadzizi nzira dzangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzangu ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti mafungiro angu haasiriwo mafungiro enyu, kana iwo maitiro enyu haasiriwo maitiro angu.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55