Isaya 55:9
Isaya 55:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupinda dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti denga sezvarakakwirira kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti sezvakangoita matenga kuti ari pamusoro nyika iri pasi ndizvo zvakangoitawo maitiro angu kuti ari pamusoro pamaitiro enyu uye ndangariro dzangu dziri pamusoro pendangariro dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55