Isaya 56:2
Isaya 56:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu anoita izvi, munhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata asingarisvibisi, uye anodzivisa ruoko rwake kuita chinhu chakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56Isaya 56:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Akaropafadzwa munhu anoita izvozvi, noMwanakomana womunhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata kuti arege kurimhura, nokudzora ruoko rwake kuti arege kuita chinhu chakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56Isaya 56:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa hake munhu anoita izvozvi uye nomunhu anozvibatisisa anochengeta Sabata asingarin'orese, asina twaanobata-bata.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56