Isaya 58:12
Isaya 58:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vako vachavakazve matongo akare vachasimudza nheyo dzakare; iwe uchanzi Mugadziri waMasvingo Akakoromoka, Muvandudzi weMigwagwa ine Dzimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vachaberekwa newe vachavakazve matongo akare; uchamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, uye uchatumidzwa, Mugadziri wopakakoromoka, muvandudzi wenzira, kuti vanhu vagone kugarapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamatongo enyu pachavakwazve, muchamutsazve ugaro hwedzimba dzapasi chigare; uchazonzi mugadziridzi wezvakapazika, mugadziridzi wemigwagwa yepokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58