Isaya 59:19
Isaya 59:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo vachatya zita raJehovha kubva kumavirazuva, noumambo hwake kubva kumabvazuva; nokuti achauya sorwizi runodira, runotinhwa nomweya waJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 59Isaya 59:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha, uye kubva pakubuda kwezuva, vachakudza kubwinya kwake. Nokuti achauya sokudira kworwizi runosundwa nokufema kwaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 59Isaya 59:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo vachatya zita raMwari kubva kumadokero, iyo mbiri yaMwari kubva kumabvazuva nokuti achauya sakakova kazere kanenge kachitututswa nemhepo yaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 59